Kuswera mangwana ndopauchaziva the prophets of doom abt elections - TopicsExpress



          

Kuswera mangwana ndopauchaziva the prophets of doom abt elections results,mumwe akasaramba mufundisi wake,vese vaiti ndaona ndaona abt results tichaziva anga akaratidzwa zvechiporofita chezvokwadi,loll,haa takazvionaka isu musi wa 31 Dec 2012 venhema vaporofita kuti hakuna 2013 wanike TAPINDA-TAPINDA,nekuswera mangwana ndizvozvo zvichaitika Tapinda-Tapinda.Jeremiah 23vs16-22 inoti vanoporofita zvinobva pamoyo yavo zvandisina kutaura ndozvavanoti Jehova wati--Jehova wati vachinyengera vanhu vangu,pa verse 40 yabva yati Jehova vachaunza kunyadziswa nekushoorwa kusingaperi uye zvisingazokanganikwi.
Posted on: Tue, 30 Jul 2013 17:05:55 +0000

Trending Topics



;">
Ministry is work period & if you plan on being used by God, you
Para:ministério público-mg - araxá Os abaixo assinados

Recently Viewed Topics




© 2015