MASASI EVANHU VANEGODO: (1).Nice car- achaita accident plus inodya - TopicsExpress



          

MASASI EVANHU VANEGODO: (1).Nice car- achaita accident plus inodya fuel mota yacho. (2).Rich family- vane chikwambo. (3).Loving husband- akadyiswa. (4).Lose weight- arikurwara. (5).Gain weight- maARV arikumubvuma wena! (6).Good marriage- havambo garisana 1 more year. (7).Promotion at work- anodanana na manager. (8).Look good- akwereta hembe. (9).Mukadzi akageza- anoda varume. (10).Build a nice house- achafa akaisiya. (11).Start a new project- hazvina kwazvinosvika. Vanhu vakaoma; you can never please them.
Posted on: Mon, 16 Sep 2013 14:28:52 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015