Mabvaru gadzirirai matombo netsvimbo: *Gore riya Mhondongori - TopicsExpress



          

Mabvaru gadzirirai matombo netsvimbo: *Gore riya Mhondongori united/Fc Platinum yakatenga ref vakapiwa penalty yenhema kuti tibirirwe tibude muleague zvikaramba *Gore riya vakanotenga maref kuSouth kuti aridze vakagwanda ruzi *Gore riya vakatora wose anogona bhora kwatiri kuti Bvaru ife zvikaramba *Gore riya takavatorera mukombe weABC vakati taputsa machemba tikatorerwa mari *Gore riya vakaedza kutitenga kuti tivabatsire kumutsa chitunha chavo tichichisapota tikaramba.Hatitengwi nezvinowora sirivha kana ndarama. *Zuro ndizuro voshandisa Mususa kuita chiokomuhomwe nemareferee. *Zuro ndizuro Mususa akatikiira panze kuti tisapinda mumadressing rooms nemumatoilets isu tikati hazvina basaose machena. *Zuro ndizuro John Phiri vakatibvutira vakazomudzinga sembwa vachiti akuita zvemishonga *Zuro ndizuro vakatirambira gobhora zviripachena chero vaenzi vakatoshamisikawo nhazvo. Vajaira kudya zvevapfupi nekureba tikaisa chichemo kuPSL kana Zifa yacho vanongonyarara zvino chiregai tikuvadze vanhu manje vagozoziva kuti hatiitirwi madhaka akadai.Come next week in Maglas kuchakamiwa imbwa munhu wese akapfeka green danda muhuro shit imbwa dzevanhu majaira kutodza mai kunyeya newafa makagondera paduri sehuku.Totoita zveJ***e chaizvo kana takutadzai muground 10 minutes before full time mota takutoputsa panze bhora richipera tosotana. Ndini ndadaro.Mubvaru bata yako tsvimbo ndibate yangu.Dot aneyeseka.TICHABVARURA PLATINUM.
Posted on: Sun, 13 Jul 2014 14:29:03 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015