Makadii hama zita ndini Mai Machona ndiri muno muGweru - TopicsExpress



          

Makadii hama zita ndini Mai Machona ndiri muno muGweru ndoshumira ndiriku AFM so today after church our pastors vati varikuti shanyira kumba kwedu. So im really puzzled ndatoshaya ndova bikirei but everything is there takashopper hedu zuro tikatenga various food stuffs .tato siya musikana webasa achi cleaner kumba cooz kune matiles ewhite pasi and madziro ane white futi ndakato tenga hangu air-freshener ndikati asprayee yese . Haa zviri zvekubika its not a problem stove iripo chabvari . So vadikani ndangoti ndivhunzewo kuti ndovabikirei ? Pamwe ndimi moziva zvinofarirwa nemafundisi. ndatenda hangu #zin
Posted on: Sun, 03 Aug 2014 07:28:35 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015