Makadii zvenyu mativi mana amuri,ini ndine nyaya yairi - TopicsExpress



          

Makadii zvenyu mativi mana amuri,ini ndine nyaya yairi kundirwadza,ndakaenda kumba kwemsikana vangu manheru,iye anga asina tarisiro yekuti ndingauye ndakasvika kuma10pm ndakaona light riri on,ndakasviko knocker door akabvunza ndiyani ndikaty ndini ndichitaura zita rangu,pandakavhura door ndakaona munemuchinda vachiona pono,ndakabvunza akati mukomana veshamwari yangu ari kumiriri musikana vke,muchinda akabuda akabva aenda,ini ndaiva netarisiro yekuroora musikana uyu asi handichada ndingaite mhosva pazviriri tanga tava ne5yrs tichidanana ndibatsireiwo ndatenda ..
Posted on: Tue, 05 Nov 2013 16:05:05 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015