Makuhwa mu Church Pane murume akazvarwa riri bofu, maDisciples - TopicsExpress



          

Makuhwa mu Church Pane murume akazvarwa riri bofu, maDisciples akabvunza Jesu kuti nhai, chakaita kuti murume uyu ave bofu zvivi zvake here kana kuti zvivi zvevabereki vake. Jesu akati kwete Murume uyu haana kutadza kunyangwe navabereki vake, asi ibofu kuti basa raMwari riratidzwe muupenyu hwake. (John 9:1-3) Waibata nyaya yacho. Vanhu vazhinji vanofunga kuti ukawirwa nezvakaipa inyaya yekuti newewe uri muiti wezvakaipa kana kuti haunamate. But look at that man, kuva bofu kwake inyaya yekuti Mwari vanoda kuti basa ravo riratidzwe muLife meBofu iri. Unogona kuchema nekuda kwemachallenges aunosangana navo, vanhu vagokuudza kuti chikonzero ndechekuti urikutadzira Mwari zvakanyaya. It’s very true kuti ukatadzira Mwari unosangana nemaProblems but heyo situation yekuti unogona kusangana nemachallenges but iwe usina kutadzira Mwari. But purpose yacho ndeyekuti Mwari vanoda kutaridza simba ravo kubudikidza nesituation yako. So whatever matambudziko aunofacer don’t rush kuchema but tanga waziva chikonzero chaita kuti usvike ipapo, zvichida ndiMwari vanoda kutaridza simba ravo
Posted on: Thu, 19 Sep 2013 06:52:53 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015