Mangwanani akanaka wena tasangana zvakare muzuva ranhasi - TopicsExpress



          

Mangwanani akanaka wena tasangana zvakare muzuva ranhasi tichidzidza shoko raMwari,I hope u are well , if u are not well God have a special message for u my dear this morning usati wabuda . Shoko ranhasi mubvunzo unoti where did the fourth man go bata pane nyaya usamhanya . Daniel 3 vs 25 it reads , he answered and said i see four man loose , walking in the midst of fire and thier bodies not hurt , and the fourth one looks like the son of man may God bless the reading of his word . Inzwa mambo akakanda varume three mumoto asi pakuonekwa vange vava four , pakubudiswa mumoto vange vava three again , waibata here nyaya chete unonoka kubata nyaya mhani . Mubvunzo where did the fourth man go ? Number 1 varume ava vakavimbika kusvikira kwatumwa Christ to redeem them from the hot furnace of the king vakaramba kunamata chitombi chamambo . Inzwa pose pane victory pane kutambudzika , most christians havadi kutambudzika ndosaka vachizara kumastadium kuti vapiwe kundiso pakuita mari neupfumi hwenyika ino havadi kutambudzika ,ini handisati ndariwana verse rinoti kana wonamata nhamo inotiza ,people avoid the furnace yet mukutambudzika ndomunobuda kutsungirira . Nhasi ndodakukuudza chakasarira the fouth man mumoto . I want to believe he is still there for u this morning . He knows what u are going through , the rough and rocky road you are passing through . God is waiting for u this morning problems are four people and peole are for problems , dont avoid the the storm, dont avoid the fire, face it in Jesus name this morning Christ is inside ndozvaakasarira mumoto izvozvo nekuti aizviva kuti pane vamwe vanofanira kutambudzika for Christs sake before His second coming , this morning simba raMwari roda kuonekwa pauri kubudikidza nevanokutambudza . Vavengi vako ndovanofanira kutaura kuti Mwari wako ane simba kwete iwe . Bata pane nyaya , nhasi ndauya kuzokusimbisa kuti face the fire ,Isaiah 43 vs 1 inoti kunyangwe ukapfuura nemumvura zhinji haingakunyudzi , kunyangwe moto haungakupisi i like this verse , God is not going to take away the fire in you life but to make sure u pass through it ,ndati Mwari haabvisi red sea nhasi asi all i know achazarura nzira chete . stop blaming other for causing this storm .I really dont know what u are going through kubasa , kumba ,kumhuri ,kuchurch ,urwere face it in Jesus name . Sing with me this song uri mumoto wako uyoyo rukariro urwu rwangu rusimbire muna kristu, handidaviri nemunhu asi muzita raJesu ,i like this part , ndinomira kunaJesu ndiye dombo nheyo yangu kumwe kwese kuno nyudza may God help u to face your own storm usingatyi after the storm u will smile and say THUS FAR THE LORD HAS BROUGHT US. Good morning & good day vanhu vaMwari
Posted on: Thu, 29 May 2014 23:43:27 +0000

Trending Topics



ass="stbody" style="min-height:30px;">
La verdad es que lo hay tontos. Juan no tenía problemas y
I have two things on my heart thats bothering me to The point
PER INFO 3450638112 RICOSTRUZIONE UNGHIE GEL E ACRILICO, TRUCCO
#inspiration FIRE WARRIORS by Edwin Martinez - FIRE WARRIORS by
Thông tin màng bọc thực phẩm có chứa chất gây rối
La Juliette saoudienne libre et sous protection du HCR
1. I need to tell you a secret look at 5. 2. The answer is look

Recently Viewed Topics




© 2015