Manheru ano inzwaka unzwe mwana waMwari Ku bhuku ra Mark pa - TopicsExpress



          

Manheru ano inzwaka unzwe mwana waMwari Ku bhuku ra Mark pa chapter 5 verse ya 35 inoti; While Jesus was still speaking, some men came from the house of Jairus, the synagogue ruler. Your daughter is dead, they said. Why bother the teacher anymore? 36 verse yoti; Ignoring what they said, Jesus told the synagogue, Dont be afraid; just believe. Why ndataura mashoko aya nhai mutendi???? Inzwaka unzwe your SITUATION right now vanhu vari kuona iri BEYOND REPAIR but LISTEN TO ME. JUST BELIEVE Nhaiwe Jairus!!! Uchanetserei hako mudzidzisi mwana wako atofa yohh varume ava ndevekwa satan chete hapana zvimwe mmmm. But inzwaka unwe mashoko anotaurwa naJesu. Ignoring what they said. Dont be afraid just Believe. Yessss kana ari Jesu uyu ndomuda mhani uyu. Dont stress over yourself nekuda kwezviri kutaurwa nevanhu nekuda kwehupenyu hwako Vamwe ndevanoti haaa iwe watorambwa iwe murume atoenda neumwe mukadzi uyuu uchazvinetserei hako nekuudza Jesu But inzwaka unzwe mutendi ignoring what they have said dont be afraid just believe Hhha iwe why bothering yourself nekuita hako ma absolute uchiti basa rako uchariwana here Uchiti murume wako achadzoke here Uchiti mukadzi wako achadzoka here Uchiti imba yako ichamira here Uchiti hutano hwako huchadzoka here Uchiti pfuma yako ichadzoka Uchi iwewe nababa vako kana mai vako muchawirirana here Uchiti iwe namukoma wako kana muninina wako muchawirira here Uchiti vana vako vachapora here Uchiti uchabatawo mwana mumaoko here Iweka iwe zvako zviri kuzoita ita nezita neropa ramambo Jesu. Rega kuteererwa zvinotaurwa nevanhu asi tererera zvinotaura naMwari Teerera zvinotaurwa naJesu Jesu vati usavateerere zvose zvavataura iwe usatye chingotenda chete. Hhhaaa uyu Jesu uyu anondipa manyawi mhani. Usadzoserwe kumashure nekuda kwemashoko evanhu vasingatendi kuna Mwari. Ndinofara nekuti Jesu anoti; Talitha koum!! Zvichireva musikana muka. Kkkk yesss HIS NAME IS JESUS the SOURCE of LIFE Zvako zvose zvakabiwa kana zvakafa muhupenyu hwako ndinoti; Talitha koum!! Nezita raJesuuu Muchato muka!! Basa muka!! Mbereko muka!! Hutano muka!! Mari yako yaunoshanda isina chainobuditsa ndinoti muka!!!! Kusawirirana mudzimhuri dzenyu ndinoti muka!!! Murume/mukadzi akatiza musha ndinoti muka!!! Ma CVs nema interviwes ose awakaita ukasafonerwa ndinoti muka!!!!! Nezita ramambo Jesu werugare. Usaterere zvinotaurwa nevanhu terera zvinotaurwa naMwari Terera zvinotaura naJesuu.
Posted on: Sat, 13 Dec 2014 18:45:07 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015