Mazuva ano michato iri kuparara pasina nguva refu, mudzimba - TopicsExpress



          

Mazuva ano michato iri kuparara pasina nguva refu, mudzimba hamuchina rugare inongori mhirizhonga, vana vakuitawo zvavo.Inongova njake njake. Mumakereke kurwisana nekupandukirana zvazara pamwe nekutadza kukunda simba rechivi. Kumabasa uku munhu anovhura company yake asi pasina nguva inenge yavhara. Vashandi vacho vanoswerera kushandira mhuri asi hapana chine pundutso chinobuda ipapo. Chinzwa zvinonyorwa nemuimbi pahymn yaPsalm 127vs1-2 Unless the LORD builds the house, its builders labor in vain. Unless the LORD watches over the city the watchmen stand guard in vain. In vain you rise early and stay up late, toiling for food to eat. Hama yangu tanga naMwari pane zvese zvandataura pamusoro apo otherwise hapana chinobatika chinemusoro from your sweat. Muimbi iyeye zvakare pa hymn 128vs1-2 anoti Blessed is everyone who fears the LORD, who walks in his ways! You shall eat the fruit of the labor of your hands, you shall be blessed, and it shall be well with you. Ukadzika nayo hymn iyoyo inotaura pamusoro pemudzimai nevana vako kuti vachave fruitful. Jeremiah 17vs7-8 obva atsigirawo achiti But blessed is the man who trusts in the LORD, whose confidence is in him. He will be like a tree planted by the water that sends out its roots by the stream. It does not fear when heat comes, its leaves are always green. It has no worries in year of drought and never fails to bear fruit. Midzi yako semutendi iri kutandavarira kupi. Iva nemidzi muna Jesu Kristu kuitira kuti pazvino omera vasina Jesu iwe zvinokunakira. Ndopane dhiri rese ipapo pakuti urarame zvinepundutso unofanira kutya Mwari and usazendame panjere dzako. Tanga naMwari ugopedza zve naMwari uchisimbaradzwa naMweya Mutsvene. Regards,
Posted on: Thu, 13 Nov 2014 10:02:41 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015