Mumwe murume akarara kuhure abva apepuka pakati pehusiku akati - TopicsExpress



          

Mumwe murume akarara kuhure abva apepuka pakati pehusiku akati maiwee ndakuenda kumba. Akabva akapfeka burugwa rehure nemistake,asvika kumba akukurura hembe mkadzi wake abva afuta nehasha akati nhai baba mwana ndochii ichi. Murume kwakuridza mhere,yoweee zvangu ndiMakandiwa wese iyeye. Vamwe anovapa mota,vamwe ovapa miracle money,vamwe ovapa madiamond. Ini akundipa miracle g string here amana! Like Kwayedza(Nhau Mururimi rwaAmai, Shona yemandorokwati) for more jokes.
Posted on: Sat, 31 Aug 2013 18:09:50 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015