Munamato wangu nhasi ndinoti Jehova ngavakukomborere , - TopicsExpress



          

Munamato wangu nhasi ndinoti Jehova ngavakukomborere , ngavakusimudze kubva pauri vakuise pane another level in Jesus name.. Hapana dhimoni rinorwisana nekubudirira kwako richava nesimba pamusoro pehupenyu hwako. Uri mukundi iwe, you will make it, nothing will stop you, you are an ambasador of Christ, wakamiririra hurumende yekudenga iwe you shall not lack.. I decree and declare that you shall be prosperous, you are not baren but fruitfull, nyika ichatanha zvakanaka kubva pauri.. Jehova vekudenga ngavakuite a sample yekuti vese vekumhuri kwako vachada kuona kubata kwaMwari vanokuonera pauri... Kubva nhasi I speak a transformation muzvinhu zvako, in the name of Jesus may everything start to turn around for your good... I speak healing to your body, healing to your finances, healing healing healing to your marriage , your job , your relationship, ndinotaura a double potion of the Lords favour muhupenyu hwako, a double potion of the Lords grace, in Jesuss name...............
Posted on: Mon, 26 Jan 2015 06:55:23 +0000

© 2015