Munofara here vedare,veduwe ndibatsireiwo nyaya yangu ndiri - TopicsExpress



          

Munofara here vedare,veduwe ndibatsireiwo nyaya yangu ndiri panguwa yakaoma chose.im a guy aged 24 gf 21 mxkana ndakambomucheater kekutanga akandiregererera munajanuary den nhezuro ndobva abata zve kuti ndine mumwe mxkana and vakatotaura vese ini ndakabva ndaramba uya waakabata asi chiri kundishamisa ma gf anopopota asi apa akangonyarara and ari kungoita as if everything is owk kana kumbopopota veduwe ndibatsireiwo kuti angave achifungei nezvazvo kuti pachinerudo here or munhu atove nemumwe mkomana...i luv her asi zvandiomerawo veduwe
Posted on: Sun, 07 Jul 2013 16:40:13 +0000

Recently Viewed Topics




© 2015