Mwadhi kubva kuinbox Ndiri musikana ane makore 26 ndinodanana - TopicsExpress



          

Mwadhi kubva kuinbox Ndiri musikana ane makore 26 ndinodanana nemukoma ane makore 29 mukomana uyu takabvumirana kuti hatizorari tose kusvika taroorana iye akazvigashira. Chinondinetsa manje ndechekuti maitiro ake anoratidza kuti akawana mumwe musikana waanorara naye akamirira kuroorana neni . Ndakaenda kumba kwake ndikawana mudraw rine ma condom apa iye anogara ega saka ini handichavimbi naye . Ndobvuma kurara naye here kana kuti ndochengeta chitsidzirano chedu Apedza munyori wedu #Save#
Posted on: Wed, 13 Nov 2013 08:14:10 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015