NGWARAI VASIKANA NGWARAI Ndakanzwa mumwe mufundisi achiparidza - TopicsExpress



          

NGWARAI VASIKANA NGWARAI Ndakanzwa mumwe mufundisi achiparidza achiti, Kana mukomana akunyenga, tarisa kubva kumusoro kusvika kumakumbo. Then woona bhutsu yacho. Ungada mukomana ane bhutsu one nemapata pata. Bvunzawo kwaanoshanda. Wotarisawo salary yake kuti angagona kukuchengeta kana kukuroora here. Unongonzi I lv u, I lv u, munodya ma I lv u here mumba. Vadikani idzi ndidzo nhema. Usade mukomana ane jean nyuwani asi aine hunhu hwakabvaruka. Uyu ane jean rakabvaruka mangwana anowana mari akatenga jean nyuwani. Asi ane mari, inogona kupera uye hunhu hwakabvaruka hwuri permanant. Kushaya basa kuri temporary, kupfeka mapata pata kuri temporary, but hunhu hunoda nyasha kuti hupere. Vasikana vazhinji vane problem 1) Yekutarisa face, ma muscles, kudarika huMwari. 2) Kuda zvinhu kudarika Munhu. 3) Kuda munhu asingamudi achirambisisa anomuda. Usanamate wakateya mukomana. Chinhu chikuru zivai kuti, Zvekunze zvinonyengedzera. Zviri nani kudya nemuriwo wenyu, moguta, moseka, morara. Than kuita mazi fridge azere nyama imwe ichitodonha asi mumba musina rugare. Unoonda mwachewe. Food haisi iyo inosimbisa, asi Peace of mind. Life is full of gifts. Madii masimuka mese uve Proverbs 31 vrs 10 - 31 type of a woman. Kana wandinzwawo commenter nepawanzwa, dhimoni rekusada marriage yakanaka risvotwe
Posted on: Sat, 23 Aug 2014 14:20:28 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015