Ndakutamba namajama Manigerian ana Oga Ndakuziva tourism fanika - TopicsExpress



          

Ndakutamba namajama Manigerian ana Oga Ndakuziva tourism fanika karikoga Babie rangu ndakaripindira muEngland Handirambidzwe kupinda MuBritain handisi Tambaoga Ukawana munhu Akanyatsonaka havhaire Haswere achizvida Anenge ane zvimwe Zvinangwa Haswere achikushainira Fanika unodanana Nemwana wa Chiyangwa Anemuromo unonwisa mvura Fanika nzungu dzaka kangwa Muviri wake wakabatana Sestreet inonzi angwa Akmira unogona Kufunga kuti ane manhanga Hana kumira mushe sekamukomana Kenanga Muviri wake Uri mutab inogaisa hora Unotozogaya kuti dai Uriwe camera yakatora Ndombogaya kuti dai ndiri mafuta Anozora #verse 2 Babie rangu mujamaican bt anonditerera Kupfura #Zimdancehall/raggie Kwese kwandoenda handisiye Handirege Bt mazuvano unogona Kudisappear kunge Munhu ari mundege Sekombie yekwachihota Ndakuenda naye via kwaseke Anondi driver crazy nekuti ndiri learner Ari hot kupfuta summer yemugehena Anogeza hagari anechena Chero zvimumu Zvogona kuti Sisiter makachena Ngatitambe husiku tozozviona mangwana bt hatisi kuda kuita mwana Ndini mbeva inonzi shana #zimhiphop
Posted on: Fri, 22 Aug 2014 15:10:18 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015