Ndine babe rangu , takadanana munguva yadarika iyi tichigara - TopicsExpress



          

Ndine babe rangu , takadanana munguva yadarika iyi tichigara mu same line ... Kubva paakatama kunogara kuimwe area , communication became weak . Ndanga ndakut ndikati hie babe aingopindura zvakaneta ndikada kuita dip nenyaya aibva andi ignowa! Ndakashamiswq nezuro munhu akunditi ndikanditi hw ar u my love , i miss u eish ndakaudzwa ma sweet nothing ndokut regai ndifone , haaa we acted like vanhu vagara vachiwirirana ndokubva anditi nditumirewo 30 mari mmmm moyo wangu wakuramba iye akunditongesa hanzi heee haundidi hauna care neni haundidi , kana ndimiwo vanhu munhu uyu rudo here urwu.
Posted on: Sat, 12 Jul 2014 05:05:10 +0000

Trending Topics



ill be the
Ter poder pessoal é assumir a responsabilidade pela própria

Recently Viewed Topics




© 2015