Nyika yadyiva nembwa. Hove dzemugungwa kana dzave kuti mvura - TopicsExpress



          

Nyika yadyiva nembwa. Hove dzemugungwa kana dzave kuti mvura ishoma ko dzemurukova dzakamira papi hama? Doctor vari kuti mari ishoma ko ini ndinotsvaira migwagwa mukanzuru ndave papi? Health Ministry ya Mwari inoshandwa chete nevanhu vakadai. Kuti munhu ashande mu health Ministry anotofanirwa kuve munhu anozvipira (volutary) ane tsitsi nerudo ne hanya nekurarama kwevanhu, asingatarisiri mari pamusoro pazvo. Kushanda ku health was never to be a job but a natural volutary service of the kind God fearing people on earth. True christians must run all health institutions in the country, to avoid this devils idea of prefering money ahead of saving a life. If there were true human rights to kept health workers must be resitricted or exempted from any strike. We all need money to live on, but must some life be lost bcoz i need more money? Mabasa ezvipatara ipai vatendi vechokwadi. Mwari voye nyika yadyiva nembwa. Amen.
Posted on: Mon, 10 Nov 2014 04:08:08 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015