Pane akasvinura here timbonamata Baba vedu vari kumusoro - TopicsExpress



          

Pane akasvinura here timbonamata Baba vedu vari kumusoro kuchigaro chekutonga matiitira nyasha mangwanani ano ,matichingetedza pamabasa ,mumigwgwa matirikufamba,hakusi kungwara kwedu kana huchenjeri kwete. Tinoona simba renyu rinoshamisa ririmumakore .zvino panguva ino ivaiwo nehama neshamwari avo varipanhovo dzokugomera nemarwadzo muzvipatara ,mudzimba nrmunzvimbo dzakasiyanasiyana batai panyama dzavo mubvise marwadzo kusava kuda kwangu asi kuve kutonga kwenyu panyika sokudenga. Tsitsi nengoni ngazviburukire pamusoro pemhuri dzamakatipa neropafadzo ngadziuye pamibato yemaoko Titungamirei apo patirikufamba munzvimbo dzisingaonekwi chinofema Mbiri yese yekubwinya nekupenya tinoidzosera kwamuri nokuti makatendeka Amen
Posted on: Thu, 31 Jul 2014 01:50:03 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015