Pane umwe murume chakaita kuti atendeuku haazi sermon but - TopicsExpress



          

Pane umwe murume chakaita kuti atendeuku haazi sermon but iEarthquake. Nyika yapedza kushaker akaona kuti better nditendeuke. Acts 16:25-33 guard jeri ainge akachengeta Paul naSilas vari muJeri suddenly kwakaitika Earthquake, maDoor eJeri achibva avhurika. Guard uyu ainge akarara and earthquake ndiyo yakamumutsa and achiona maDoor akavhurika he thought kuti vasungwa watiza better ndizviuraye hangu, Pauro ndiye akamuti kwete don’t kill yourself hatina kutiza. Guard jeri akaona zvirinani kutendeuka. Tine vamwe vanhu muLife vanoda kutendeutswa neEarthquake chaiyo, anoda kuti life yake imbotanga yaShaker zvakasimba ndiko kuti azoti yaah rega ndinamate. Hutano hwake ukatanga wambo Shaker ndiko kuti azotendeuke. maFinances anoda kutanga amborohwa neEarthquake, ndiko kuti azofunga Mwari. Rega kumirira earthquake muLife mako kuti ikuendese kuChurch, rega kumirira kuShaker kweLife yako kuti utsvage Mwari. Tsvaga Jehovah achawanikwa nekuti ichasvika nguva yekuti uchamutsvaga but uchimushaya. Isaiah 55:6 Seek the LORD while He makes himself available; call to him while he is nearby!
Posted on: Fri, 23 Aug 2013 12:32:34 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015