PlizTete post this for me and let me know when - TopicsExpress



          

PlizTete post this for me and let me know when posted.Ndirikutsvakawo hama dzaShine Rupiya uyo anova akashaya mushure mehurwere hwaakasangana nahwo kwenguva refu.Murume wake akatomutiza akaenda kundogara kwake oga,kuoma kwazvo akasiya mwana mukona anonzi Happiness uyo akanongwa nevamwewo amai vekuMozambique vanova varikumubatsira.Chitunha chamai vake chiri mumochari chapihwa mwedzi umwe chete zvinoreva kuti kana mwedzi uno ukapera pasina achitora chichavigwa nemabhanditi.Chokwadi kana pane aneruzivo nemunhu uyu ngaapihwe madetails angu naAdmin tibatsirane (from Witbank South Africa) Munhu uyu akazvarwa mugore ra1972 akadzidza kwaMutata Primary School from Mutawa Village Here is my phone no0613814401
Posted on: Tue, 15 Jul 2014 19:34:18 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015