Rimwe zuva Mufundisi vachiparidza parufu paive - TopicsExpress



          

Rimwe zuva Mufundisi vachiparidza parufu paive nezvidhakwa-Pastor:mhondi hadzipinde denga.Chidhakwa:ameni mufundisi. Pastor.... kana mhombwe futi hadzipinde denga. Chidhakwa: vaudzei munhu waMwari. Pastor: varoyi nembavha havana nzvimbo muhumambo hwedenga. Chidhakwa: fambai naro shoko vanhu ava havanzwi mufundisi Pastor....nezvidhakwa hazviende kudenga futi Chidhakwa:kuti ndera mai vako here denga racho????!!!....
Posted on: Wed, 27 Nov 2013 10:14:55 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015