Riripo Zuva Randichasiya Nyika Ino Baba Ndiyambutsei Rwizi Urwu - TopicsExpress



          

Riripo Zuva Randichasiya Nyika Ino Baba Ndiyambutsei Rwizi Urwu Rwizi Jordan Kana Ini Ndarwara Ndashaiwa Mubatsiri Hama Dzangu Dzatiza Ini Ndasara Ndega Baba Ndiyambutsei Rwizi Urwu Rwizi Jordan Kana Mazuva Aperawo Andakatarirwa Panyika Baba Ndiyambutsei Rwizi Urwu Rwizi Jordan nyika yandiremera fambai neni baba nhamo nematambudzo zvakandikomba baba ndiyambutsei rwizi Urwu rwizi jordan ndoshuva uyo musha usina kuchema baba ndipei simba ndigone kukurira Baba ndiyambutsei urwu rwizi Jordan kana ndasika parwizi pazambuko rwunonzi rufu Baba ndiyambutsei rwizi Urwu rwizi Jordan#SINGING#
Posted on: Thu, 06 Nov 2014 05:58:44 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015