Romans 12 15Farai nevanofara; uye chemai nevanochema. 15Rejoice - TopicsExpress



          

Romans 12 15Farai nevanofara; uye chemai nevanochema. 15Rejoice with those who rejoice. Weep with those who weep. 16Ivai nemoyo umwe, umwe kune umwe. Musafunganya zvinhu zvakakwirira, asi mufambidzane navanozvininipisa; musazviidza vakachenjera. 16Be of the same mind one toward another. Don’t set your mind on high things, but associate with the humble. Don’t be wise in your own conceits. 17Musatsiva munhu chakaipa nechakaipa. Tsvakai zvakarurama pamberi pevanhu vose. 17Repay no one evil for evil. Respect what is honorable in the sight of all men. 18Kana zvichigona, sezviri mamuri, garai nerugare nevanhu vose. 18If it is possible, as much as it is up to you, be at peace with all men. 19Vadikamwi, musazvitsivira asi ipai hasha nzvimbo; nekuti kwakanyorwa, kuchinzi: kutsiva ndekwangu, ini ndicharipira, ndizvo zvinoreva Ishe. 19Don’t seek revenge yourselves, beloved, but give place to God’s wrath. For it is written, “Vengeance belongs to me; I will repay, says the Lord.” Deuteronomy 32:35 20Asi kana muvengi wako ane nzara, mupe chikafu; kana ane nyota, mupe chinwiwa; nekuti mukuita izvozvo, uchadurikidza mazimbe emoto pamusoro wake. 20Therefore “If your enemy is hungry, feed him. If he is thirsty, give him a drink; for in doing so, you will heap coals of fire on his head.” Proverbs 25:21-22 21Usakundwa nechakaipa, asi kunda chakaipa nechakanaka. 21Don’t be overcome by evil, but overcome evil with good
Posted on: Thu, 31 Jul 2014 11:47:10 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015