Shoko raMwari kuna Matthew chapter 25 vs 1 – 13 rinopa - TopicsExpress



          

Shoko raMwari kuna Matthew chapter 25 vs 1 – 13 rinopa mufananidzo unondikomborera fani. Jesu akaona kuti akasapa mufananidzo uyu vamwe vedu tainzvengana naro denga iri. Hanzi neshoko raMwari paive nevakapusa nevakangwara mudikani.Iwe uripapi panyaya iyi??? Zvitarise nhasi pawakamira. Nguva ichiripo mwana wamai tendeuka.tsvaga Jesu mudikani pazuva ranhasi. Tese takangomirira mudikani nekuti hapana anoziva musi kana nguva kunze kwa Jehovah asi mukana tapiwa wekuzvigadzirisa kuti tipindewo muushe hwekudenga. Nekuti there was a certain man who used to work for a rich white man at a farm. Murungu akati ndichamboenda kwedu kumusha and iwe ndiwe uchasara wakachengeeta musha wangu.i don`t know kuti ndinodzoka rini.since you have worked well and for so long for me.its high time I rewarded you.Pandinodzoka chandichakuwana wakabata chatove chako.kana iri cash box mari yese irmo unotora,kana iri imba unobva watora.Murume akamboshinga achichinjanisa kubata zvakawanda akamirira kudzoka kwemurungu. Ayirara box rakazara ma Diamonds riri mumaoko achiiti panouya murungu i`ll be rich. zvakangoitikawo kuti kambwa kemurungu kakapinda mumadhaka kakanyura panze pemba and the guy heard the pitiful cry of the dog and knowing how much his master loved his dog he saw it proper kunoibatsira.he rescued the dog zvakanaka and decided kuyigezesa since yanga yazara madhaka and as he was in the process yekuigeza murungu wacho akabva asvika.AS PER OUR AGREEMENT,CHAWAKABATA NDICHO CHAUNOTORA AND THAT WILL BE YOUR EXIT PACKAGE. mudikani ndati tibatsirane manheru anhasi.umwe akazoenda nembwa kumba.miramira mwana wamai panoitwa zvinhu zvaMwari nemoyo wese.Vaskana vakapusa vakazozviruza vadzoka chikomba chatouya vakavharirwa panze.shoko ramwari rinoti garai makagadzirira nekuti hamuzivi misi kana nguva mwanakomana womunhu waanouya nayo.angaita se asingauyi asi let me assure you my dear JESUS IS COMING AND VERY VERY SOON TO JUDGE EVERYONE ACCORDINGLY .now the question is iwe unenge uripapi mudikani???? Iwe kani iwe kana tichiti huyayi munate hamudi,NDATI TSVAGA JESU KUTI ZVAKO ZVIKUITIRE WHILE YOU STILL HAVE THE CHANCE NEKUTI KUDENGA KUNA MWARI. Verse 10 yoti zvino vakanga vakazvigadzirira vakapinda nacho chikomba pamutambo wokuwana .MUKOVA UKAVHARWA.this is just a parable my dear.iyi ndati ichiri ngano kwauri neni mudikani asi ndati kudenga kunaMwari,soon and very soon we shall be facing judgement,umwe neumwe kwake.the question is kwako ndekupi and kwangu ndekupi.????? VERSE 13 yoti .Naizvozvo rindai nekuti hamuzivi zuva kana nguva mwanakomana womunhu waanouya nayo.we still have the chance to make things right.vamwe vanoti kunyepa Jesu hakuna.All these years and all these people vakafa Jesu wacho haasati auya, but let me tell you something tonight my dear. consider this as grace period yatapihwa iwe neni kuti tigadzirise so that the kingdom can be ours and we can enjoy the benfits. Bible hapana parakamboti Jesu akamhanya NO NO NO NO anganonoka hake but he is indeed coming whether you like it or not.The best you can do Is pray,repent,give your self unto Jesus Christ tendeuka mudikani. Siya zvakaipa izvo unamate Mwari,siya kuhwanda ne church kwaurikuita unamate Mwari.ndati siya makuhwa ayo unamate mwari.siya mhani kuroya nekuba uko ndati TENDEUKA KANI IWE UNAMATE MWARI MUDIKANI. VERSES 10 – 12 Vasikana vanowana chikomba chapinda door ravharwa and vanorambwa kunzi I don’t know you and there were no more chances there. NAMATA MWARI MUDIKANI. IT`S EITHER YOU LISTEN TO ME WOTENDEUKA WONAMATA OR YOU DON`T AND GO HAPPILY KU GEHENA NEKUTI RAKAMIRIRA MUNHU FOR REAL. make a wise choice sevasikana vakangwara uende kudenga mudikani.upindewo kani muushe hwekudenga. Pangu ndapedza zvasarira iwe.I HAVE CHOSEN JESUS CHRIST.!!!!!!! the choice is yours.???????Mwari wekudenga atiitire zvakanaka. Have a BLESSED NIGHT.
Posted on: Tue, 08 Oct 2013 03:00:00 +0000

Recently Viewed Topics




© 2015