Skype part 1 Ndainge ndashaya hangu zvekuita ndiri kubasa ku - TopicsExpress



          

Skype part 1 Ndainge ndashaya hangu zvekuita ndiri kubasa ku Beit bridge, ndokuenda pa skype ndokutanga kuita search for ma condacts. Ndakaona zita I requested to befriended kuvanhu hobho vehcikadzi only one ndiye akaita accept my request, akatanga kundibvunza tunhu hobho, ndinemukadzi here makore mangani kumusha basa rangu blab la bla, ndakamuudza zvese ndokati ko iwe zvikanzi am married ndine vana 2 but murume haako akaenda ku SA atoo ne gore asati adzoka asi arikuuya muna December, ini hoo, ska murikuzvigona sei zvikanzi hapana ah tinga dii totomiriraka, ipapo mboro yangu yakarohwa nehana kuti hei munhu akadai zemo rinenge rakakiya munhu rough, ska ndakamubvunza kuti ma spre times anoitei zvikanzi ndenge ndirikumba ndichiverenga hangu ma romantic novels ndikati echirungu here zvikanzi ehe ndikati imi sei muchifarira zvechirungu muchitadza kuverenga ma romantic novels eshona zvikanzi ndoawanepi ndikati rega ndikupe one.ndakamutumira story ya bamdiki Chivi ndikati try this and let me know mangwana, sezvo nguva dzainge dzaenda akati she was going to print it ozonoverenga mahusiku arikumba kwake, ndopaakazvidenhera coz mistake yaakaita akaiverenga akazvambarara pambhedha
Posted on: Fri, 28 Nov 2014 06:52:10 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015