Sorry for this one but I am always challenged by the positive - TopicsExpress



          

Sorry for this one but I am always challenged by the positive spirit ineboys dzemakombi (vana hwindi). When you see them vachitanga kuloader Kombi kana bus ungatoti vanonyeba hapana kwavanoenda avo. Unonzwa vachideedzera kuti yakuzara yakuzara, iwe wotarisa woona ndiwe wekutotanga kupinda. Uchingopinda vanobva vati 2 vasara 2 vasara, ipapo pavanenge vachideedzera havadzime engine kwete. Unotombofunga kudzika uchiti inozara rinhi even ukatodzika havapere simba rekudaidzira. Unozoona papera chinguvana Kombi yasara vanhu vana kuti izare ipapo ndopavanoita zvekusvetuka svetuka kunge yakutoenda vachidaidzira kuti 1 asara. U kno in life the more positive u are in anything that u do is the more u become successful. No matter how hard or unfeasible your goals seem to be, just remain positive and discover the miracle power of positive attitude. U simply need someone in side u anoramba achidedzera kuti ZVINOITA! ZVINOITA! ZVINOITA! even zvichirikure nekuitika u can call your vision closer to you by believing in yourself and telling yourself u can do it.
Posted on: Thu, 18 Sep 2014 07:45:43 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015