TSVANGIRAI IS A HERO Your Letters Please publish this for me but - TopicsExpress



          

TSVANGIRAI IS A HERO Your Letters Please publish this for me but hide my ID. I have been following closely the posts on this page and all the criticism about Mr Morgan Tsvangirai. People really think kuti kumutuka kuchamupedza Simba that is wishfull thinking. Vanhu vacho vanotaura zvinhu zvisina basa are good for nothing men. Ndivo vaya vanoti kana bhora richitambwa vanoziva kuti dai ratambwa sei and they criticise the players asi kunzi chipindai muground mutambe voita sevaniwa! In this case vanotuka Morgan asI kuvati izvezvi chitungamirai MDC yacho munovaona vachitiza. Tsvangirai is my hero! Standing up to challenge Mugabe? Vangani vakazvitadza hezvo ana Welshman vakati vanozvigona asi hatitombovaverengi kana kaZero. Thumbs up Mr Tsvangirai sir. Kana Paine avo vanofunga kuti vanoziva stereki seayo maregular emacomments, form your own parties tione if you will last a month if not a few hours Ndatenda.
Posted on: Wed, 21 Aug 2013 14:54:05 +0000

Trending Topics



tunate country Election Commission has still to this
TONIGHT!! The Comedy Cavalcade of Comedy marches on with your

Recently Viewed Topics




© 2015