Tete nedare ndinokukwazisai mose!am a young lady 21 and bf is - TopicsExpress



          

Tete nedare ndinokukwazisai mose!am a young lady 21 and bf is 27.tine 5mnths tichidanana.the problem is that my bf doesnt trust me kubva zvatakatanga kudanana coz i am a crossborder.iye hez a policeman.pese pandinoenda kunze kwenyika anotombonditsamwira week iroro otombonyarara asingataure neni.basa iri ndinoriita nemhaka yekut mai vangu havachashande + i hve 3 siblings vese vari kuchikoro.am d eldest saka ndini ndinotoita kti zvifambe.ndinomboedzawo kutsvaga basa ndakagumira A level mari yekuenda kuvarsity ndipo pasina.ndakamutsanangurira mkomana uyu tichangotanga kudanana mamiriro akaita hupenyu hwangu akat its ok.manje izvezvi ndipo akuenda behind my bek achiudza frnd yangu kti muskana handimu truste inenge njapisi nekuda kwekuti ndiri mucrossborder + pamwe pacho ndaimbomutamba naye tichitaura zvisina basa.manje my ques is how do i earn his trust?chakambonyanya kuipa pakuita mu crossborder chii?
Posted on: Mon, 19 Aug 2013 11:09:23 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015