Ukaterera News unonzwa news reader achiti this broadcast comes to - TopicsExpress



          

Ukaterera News unonzwa news reader achiti this broadcast comes to you from ZBC, ndiOscar Pambuka arikuverenga News but haataure kuti this broadcast comes from Oscar, ndiAnna Miti arikuverenga news but she does not say this broadcast is from Anna. ndiye hake newsreader but news hadzizi dzake, ndedze ZBC. it’s a way yekudzosera mbiri kuvaridzi vayo. the same futi kana tava pazvinhu zvaMwari, hongu ndiwe waparidza but mbiri dzosera kuna Mwari, hongu Mwari vaita miracle using you but chiudza vanhu chokwadi kuti its not by my own power but ndiMwari uyu, hongu wanamatira murwere akapora but tell the people kuti Jesu ndiye aporesa munhu. Don’t take credit isiri yako. Kana washandiswa naMwari, its like uri teapot and, vanhu kana vaguta tea vaudze chokwadi kuti chaiita kuti mugute iTea, inini im just a vessel. Ndiyo same situation yakasangana naPaul naBarnabas (Acts 14:8-18) vakashandiswa naMwari kuporesa murume ainge akaremera and when the people saw it, vakatanga kupa mbiri kune varume 2 ava. Instead yekuti vape mbiri kuna Mwari, vakatanga kupa mbiri kuvanhu. But Paul naBarnabas havana kusiya zvakadaro, vakabvarura hembe dzavo and they told the people kuti varume, munoitireiko izvi? Isuwo tiri vanhu semi, vanhuwo zvavo semi. vakadzosera mbiri kune muridzi wayo. Havana kusiya vanhu vachivapa mbiri isiri yavo pane chese chinenge chaitwa naMwari through you, udza vanhu chokwadi, dzosera mbiri kuna Mwari, re-direct people to Jesus. Even ukanamatira situation and it changes, and the person comes to thank you, muudze kuti ngatitende Mwari nekuti ndivo vakapindura prayer. Herod akatadza kudzosera mbiri kuna Mwari, and pakadzika Mutumwa waMwari akamurova and he died because haana kudzosera mbiri kuna Mwari (Acts 12:21-23). Mbiri ngaidzokere kuMuridzi, Even pano, kana pachinge paparidzwa shoko, rega kufunga kuti Muparidzi anogona stereki, aiwa Mwari ndivo vanogona, pasina Mwari hapana Shoko seAfrican movie rega ndipedzise ndichiti TO GOD BE ALL THE GLORY *sg*
Posted on: Wed, 22 Jan 2014 06:31:03 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015