Umwe mfesi aiva nebeb rake mumba akatanga kumukisa zvekuti akabva - TopicsExpress



          

Umwe mfesi aiva nebeb rake mumba akatanga kumukisa zvekuti akabva anzwa kuda.mskana akati ndakuenda kumba kwedu.hanzi mbuya varwara vekumusha.sezvo muchiziva kumusha kure zvekuti amai vaitoziva kuti $10 yavo yaiva muwallert.kozoti baba pavaiva kubhawa foni yakarira zvikanzi huyai kumba.apa amai vaiva kuchurch apa mfundisi aiparidza nezve kuti idai vamwe.vanhu vose vaiva pamusangano waiita kunge wezanu pf zvekuti gore rino mdc hanzi mbuya vaitofara ipapo.mukomana uya paakaona kuti zvaoma akangotii ziii akadaro kuitira kuti nyaya yeskul fiz ipere nokuti gore iroro mvura yainaya zvakanyanya zvekuti mbeu dzakanga dzotonyura muvhu.ndizvo zvakazoonekwa kuti sekuru vaizorima nemombe apa yainzwa gumbo.apa vakatozogara vachiteerera nox ndinonyara but disc ra Freeman raiva nemasrach hanzi iye freeman aiva abura new album.asi chaizonetsa inyaya yenhumbu ya marry pakuti aisava nepamuviri pa john asi papeter aiwanzo tamba radeo kumba apa hapana aiziva kuti mskana aenda kustates akutosara ega ....... (kkkkk apa wakaura nekuverenga kuda nyaya stereki )
Posted on: Mon, 08 Jul 2013 20:01:30 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015