Unogona kuona bhora pablack and white TV ukatozivawo kuti iyo - TopicsExpress



          

Unogona kuona bhora pablack and white TV ukatozivawo kuti iyo iDynamos imwe iChicken Inn but chazosiyana manje neari kuona colour TV ipicture quality... ari kuona bhora pacolour TV can easily know even the colours the two teams are wearing... wepablack and white uyu knows kuti they were putting on black and white uniforms chete nothing more... Zvakadaro nehupenyu hwedu nhasi, unogona kungorarama hako uchiti aaaahh murombo munhu yet some people are eating the good of the land... Uchigara wakachoboka uchingoti aaahhh intotambika... Upinde mukombi ndiwe wepaKadoma.... ndiwe customer hombe yenzondora dzehuku... Aaaahhhh kutozivikanwa kuti ava ndistep-father nokuti everyday unorova step wakachekerera nedzaAdam from kuMbudzi kunobuda kwaMakoni... Kutogeza neElangeni uchisekerera.. aaahhhh iwe, nhasi ita hasha nasatani, ramba kuita kahupenyu keblack and white TV kasingaratidze zvinhu sezvazviri, kagunguwo TV... raramawo a colourful life... URI MWANA WAMAWRI... Taramba kalife kekurarama nemachunks (mashuranyama). .. the bible says SILVER AND GOLD ARE MINE - Haggai 2:8... Nyika nekuzara kwayo ndeyababa vako(Jehovah).. . ramba life yekutamburira.. . SATAN NGAAKUREGEDZE NHASI... YOU ARE BLESSED... Seek God and get a better life... He can change the picture quality of your life... yes God can pull you from the mud and transform your life for good... He can thrust you 50yrs ahead... He can accelerate you into great things...... If you are willing and obedient, you will eat the good things of the land... - Isaiah 1:19
Posted on: Thu, 21 Nov 2013 10:25:09 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015