Usaone vanhu veDoves funerals kumira mira ukati vari kuchema newe - TopicsExpress



          

Usaone vanhu veDoves funerals kumira mira ukati vari kuchema newe - NO... nyangwe mukachema zvakadii ivo chavari kuda imari yavo chete and price yavo haichinje coz mazoumburuka pasi muchiridza mhere... kufa kwehama yako to them its good business... kunyangwe maundertaker iwayo vakapfeka masuit kuita as if they are part of the family, just wait vadzikise coffin, thats the last you will see of them... Satan, ndi-undertaker, mungwarire hama... kutambura kwako iwe, to him thats his business... Kubroka kwako thats his business.. anoda kuona uchichema and he will be satisfied... vanofa vasina Jesu, he(satan) will celebrate coz he is in the business of taking people with him to hell... anoita kunge ari kuda kukubatsira, kunge ari kuchemawo newe panhamo yako, opedzisira akupinza mumatambudziko wanike wafirapo, wopesana nedenga... usajaidze satan... anokubira marriage yako... anokuparadzira vana vako... anokutorera basa rako e.t.c... satan haasi mwana wamai vako - TSIKA MUSORO!! “Behold, I give you the authority to trample on serpents and scorpions, and over all the power of the enemy, and nothing shall by any means hurt you.” - Luke 10:19
Posted on: Tue, 20 Jan 2015 07:50:42 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015