Vanhu ava 1,Shapiro nurse takanetsana tichirwisanwiswa tichiti - TopicsExpress



          

Vanhu ava 1,Shapiro nurse takanetsana tichirwisanwiswa tichiti pataonana zvibhagera zvichibaka pasina kutauririna ,2 Pride weku Mbare neteam yake vakandiita chititi day b4 christmas ndikakwara ziso ndakaroverwa doro nefodya nekunzi haugare kuMufakose ndikafutwa nanhasi ndine chigumbu navo ,3 Chimzy weku MK akandirova chibhagera chematsenga nzungu iri nyaya yekuti ndamuti shasha wanditsika ndikaroverwa kutaura kudaro ndobva ndazomu bata bata ne self defence vanhu vakunyepa kuti akachekwa nebanga pasina banga raivepo ,4,Blessing weku party ye graduation uyu since akati handibve pano ndisina kurova Samuel uyu handizive kuti akandimakirei ? 5 Ticha akabira mukoma wangu Mambera mari ndichiona ndikamuti dzosera akandirova mbama ndobva ndamurova ne Otonongo kick apa ndanga ndakatsamwa zvakamuwanawo ,6 Rasta we vudzi refu ku club aida kundirovera mbatya dzangu dzandaiwana nekuba 7 Chematama Dj kundimakira kuti ndamuti selector wedzera volume ndinaso kuimba handisi kunzwa sounds ratove bif nanhasi kuonana ma chances asi mumuyo hatifarirane . kugara kwandaita muLuton ndivo vanhu vandoziva vane bif neni asi handizive why ?
Posted on: Sun, 06 Oct 2013 13:37:48 +0000

Trending Topics



px;">
Pokémon:Ciudad Azulona ¿Cuantos de ustedes han intentado
KARL LAGERFELD Eyeglasses KL797 001 Black 53MM mzsp8q9s csifx. To

Recently Viewed Topics




© 2015