Varume vaviri vaifamba rwendo. vari pakati perwendo vakabva - TopicsExpress



          

Varume vaviri vaifamba rwendo. vari pakati perwendo vakabva varasika zvekusatoziva kwavaienda. vakafamba vakafamba kana misha yevanhu havana kumboiona. apa nzara ikati yaruma.vakazoti vanzwa nekufamba vakaona mosque inonamatira mamuslim. mumwe wevafundisi ava akabva ati... shamwari kuti tisvike pamosque apa tipihwe chikafu tinofanira kutonyepa mazita edu...ini rangu ndaakunzi mohammed saka iwe unoda kunzi ani? mumwe wacho akabva aramba akati ini rangu rinongoramba riri Peter. vasvika vakatambirwa zvakanaka uya akaedzawo kukwazisa pachimuslim. vakataura nhau yavo yenzara. mukuru wepamosque akabva ashevedza vamwe vake akati....plz anhu weeeeeeee, torai mufundisi Peter munovapa chikafu vafa nenzara ... asi hama yedu iyi Mohammed ngoma ndiyo ndiyo...tiri kuenderera mberi nema 40 days eramadan fasting saka haasi kudya..
Posted on: Tue, 02 Jul 2013 22:14:15 +0000

Recently Viewed Topics




© 2015