Yeish kusaziva kufa. Ndichiri mudiki ndaifunga kuti shamwari - TopicsExpress



          

Yeish kusaziva kufa. Ndichiri mudiki ndaifunga kuti shamwari yangu ABEL V MAGAHA wakangwara zvekukonawo kudhuvha maSAVE RIVER. Ndakaenda naye kwaSAVE RIVER akasvikogara panze. Moyo wangu ndokunzwa tsitsi kuti shamwari ingagara panze kusvika riini ndokubva ndamutora. takapinda pakadzika ABEL ndokubva vatanga mararo. Ndakabva ndavasiya yeii vakamwira zvikapu zvemvura. Chakambaita chidoko chapinda. Awuti ndivabvunze kuti mazuvano maakupindawo here mumaswiming pool musharuka?
Posted on: Thu, 05 Sep 2013 11:41:28 +0000

Recently Viewed Topics




© 2015