advice to everybody...type iyi siya!! Musikana anonwa doro - TopicsExpress



          

advice to everybody...type iyi siya!! Musikana anonwa doro siya! Musikana anoramba nephone yake siya! Musikana anoda etym kupfuura iwewe siya! Musikana anongotaura newe pawhatsapp chete asingambofonewo -siya! Musikana ane bestfrend mukomana siya- mukudya mese ndati siya! Musikana anopfeka cap siya! Musikana anopfeka jean skirt,t-shrt nema snika siya! Musikana asingambokuende -siwo out siya! Musikana asingachengere siya! Musikana ano uploader maphotos asina kunyatsopfeka siya! Musikana anotaura slang siya! Musikana anokwira mumuti achitsvaga mango kana maGuava siya! Musikana anoti ndiwe mkomana wangu wekutanga siya! Musikana anokuti gudnyt kuma 9pm wozoona ari online kuma12 siya! Musikana anonzi number busy kuma11 siya! Musikana anokumhoresa paKwaziso siya! Musikana anotamba pa roadshow siya! Musikana anopfeka vest siya! Musikana anoridza mheterwa siya! Musikana anotengesa mubhawa or tuckshop siya! Musikana anobhamba kana kugara pakona pa bridge siya. Unonyura musikana anoti yeah kana magetsi adzoka. siya msikana anofarira kushaura panhamo siya msikana anoridza type hobho yemiridzo siya msikana anoita zvidobi pa bike siya msikana anofarira boxing siya msikana anofarira kugeza mausiku chete siya msikana anofambafamba pulling socks mumusoro siya msikana anodya mango mbishi ne salt siya msikana anofarira kurovarova makombi muchipfuura pa rank siya siya unonyura bhururu
Posted on: Wed, 03 Jul 2013 12:04:32 +0000

© 2015