chitupa itai zvamunoda nacho im a 29 year old lady uye - TopicsExpress



          

chitupa itai zvamunoda nacho im a 29 year old lady uye ndiri policeman.Ndoda kuudza vakadzi kuti haikonai kurega murume achikujairira uchitiswa mabasa ese mumba.Iye anofanira kuitawo kana asingade ngaakupe mari.Anofanira kukupa pay every month nekuti kuva housewife ritori basa hombe.Kana murume anetsa kurova hakurambidzwe nekuti mutemo wacho unosunga varume chete vakadzi havasungwe kana varova varume.Musajairirwa nembwa idzi zvimirirei nekuti hudzvanyiriri hwakapera nguva ya smith.
Posted on: Sat, 13 Jul 2013 17:19:13 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015