chitupa vigai. Ndaitawo dambudziko hama. Ndakabisira roora muna - TopicsExpress



          

chitupa vigai. Ndaitawo dambudziko hama. Ndakabisira roora muna September saka ndakamirira muchato muna December, zvino pakaita shamwari yangu yechidzimai taiwirirana zvekuti, asi panguva yandakashupana nemudzimai wandakamirira muchato, takakwirana neshamwari yangu asi yanga isisiri virgin zvayo, nhasi avekundiudza kuti akuda kunditizira. Zvinoitawo here hama. Hapana woo mutemo unoprotecta woo here ini apa semunhu arikumirira svitsa..
Posted on: Thu, 07 Nov 2013 05:47:48 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015