dindingwe (winkyD) rinonakirwa richakweva rimwe (badman) kana - TopicsExpress



          

dindingwe (winkyD) rinonakirwa richakweva rimwe (badman) kana rokwevewawo (na seh calaz) roti muzik is not a competition...masamba achinja..chamakadya chamuka..winky haana kutanga ne award..hakuna mwana anozvarwa achifamba...a journey starter from a step..winky haana kuzvarwa aine mota,winky haana kukurira ku london,dont be too quick to judge otha pipol,maninja muno shora vanhu vese muchiti kwamasvika hatisvike. my question is ndekupi ikoko kwamasvika??kusingasvikwe ne #HkD #Mafia19 #masoja #afghanstan_crew #fireColosal #topMafia ????? .stop dick sucking,look arwnd ma ninja masara. therz a new trend in town #mabhanditi and other clans #ndini_ndadaro #munotsiurwa #Tisu Tiri kugwejenura Zvinhu
Posted on: Wed, 14 Aug 2013 05:47:42 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015