donot disclose my identity hangu zvandoda kungotaura inyaya - TopicsExpress



          

donot disclose my identity hangu zvandoda kungotaura inyaya yekunamata mwari mumweya nemuzvokwadi hama dzangu,pane zvakawanda zvatinoita amwe asingaoi asi mwari anoziona anoxhema uye anorwadziwa,hama pane zinhu zaunoita uchiti ndichakumbira rugerero asi nyaya yandauya nayo ndeyekuti hama gehena ririko,pasi pano hapana chawawona,donot be a christian anorarama a double life choose mwari kana nyika wogutsikana.satana anoshandisa tunhu tudikidiki kuti akubvise mubook rehipenyu,iwe kumbora kugara urimumweya wamwari uzive paanoda kukunyengedza,moyo wangu unarwadza kuti iwe unotsva uchirinechance yekutsveta rutadzo uteeremwari,nzira ndeimwechete Jesu christu muteere,mota hauidrive urikugehena mwari anoziva aita ndikuudze chokwadi,
Posted on: Wed, 16 Jul 2014 11:15:14 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015