hello tete nedare~hid i.d pliz kutanga ndinoti mufaro kwamuri dare - TopicsExpress



          

hello tete nedare~hid i.d pliz kutanga ndinoti mufaro kwamuri dare im yung woman aged 21 dare kunyora kudai kuti mundibetsere~ndinoga­ra S.A ndakabata nhumbu baba vemwana vakaramba ndakachengeta nhumbu kusvika yane 9mnth ndokubva ndashedzwa nevabereki vababa wemwena wangu ndichinzi huya uchigara kuno sezvinei kwasara wik kuti ndichienda ndopaakatiza kuenda capetown iye ainge anditi bvisa nhumbu ndikati hazvigone pataita nyoro waiti pachabudeyi~ndakagar­a hangu kumba kwevabereki vake kusvika nhasi mwana ane 2mnth haana kana chaakabvisa kumwana kana kanhu ke1rand chiri kundirwadza anondifonera achindituka magara moyo ini hangu semunhu anonamata ndiri kungonyarara asi nhasi ndaudza vabereki vake kuti ndakuenda ndavatendawo nerudo rwavakandipa~ndopava­mu4nera vachiti mwana akuenda usina kumuona abva andifonera akandituka kuti waifunga kuti ndodzoka muroyi mhata yedzinza rako rose ataura A kusvika Z ndakanyarara ndamubvunza kuti uri kunditukirei akanditi urimbwa ndoita zvandinoda newe ini nmber dzake handina asi dzangu ndakamuti delita akati handiudzwi zvekuta vedare handina chandakamutadzira ende akatondibuda ndinotozofunga nezvake kana andifonera achituka ndamudza ndikati dai mwari akugonera mwana ndochengeta ini ndaneta nekudzwa kuti imbwa pasina chandamutadzira ndooodi vedare ndotukawo here kana ndongonamata cz akandiudza kuti ini nemwana tiri varoyi hanzi mwana waunaye chikwambo shuwa munhu mwana wake wakaita achida tataurirana nhasi otidaro nemwana pliz dare ndibetserei~hatina kuita mwana nemistek tanga taurirana zvakangochinja nhumbu ine 2mnth pliz help ndisati ndarasika mwari ~thanqx vachabetsera ~vanotuka you are welcome
Posted on: Thu, 19 Sep 2013 20:16:55 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015