id hide mwaswerasei adikani.ini ndakanetsana nemukomana wangu - TopicsExpress



          

id hide mwaswerasei adikani.ini ndakanetsana nemukomana wangu mushure mekunge aonekwa neshamwari yangu ainemumwe musikana shamwari yangu akabva angondifonera tyme yacho yaamuona saka ndakafonera mukomana fne ikadairwa nemuninina wacho ainge atosiya fne kumba ndikataura nemuninina wacho achi anozondifonera kana mukomana wacho adzoka.saka ndakazofonerwa kuma9 husiku zvichinzi adzoka ndikataura nemukomana wangu akandiudza rough ndikamuti urikubvepi akanditi kunoona musikana wangu heee ndanga ndichida kutonomuratidza momz asi handina kuzosvika ndikati iribhoo asi mukomana uyu pese paanondiona anoita sekunge akundida zvakare anenge achingonditsonya neziso nhai zvirikurevei izvi nerough yaakambondiudza apa akanzwa kut ndinemukomana arikubva atsamwa arikundiitira jealous akut sry hako nekukuudza rough ndainge ndakangobhowekanawo handina musikana wandirikuda kunoratidza amai.
Posted on: Fri, 29 Nov 2013 18:55:06 +0000

Trending Topics



div>

Recently Viewed Topics




© 2015