minamato yenyu wehama ndinotendaa kutsanya kwako mudiwa - TopicsExpress



          

minamato yenyu wehama ndinotendaa kutsanya kwako mudiwa ndinotendaa rubatsiro rwenyu warume ndinotendaa . Hama munashe mungashamisika kuti sei ndaimba chorus yaTongai moyo bt ndoda kutenda neminamato yenyu hama last week ndakaposter nezvaiitika kubasa ndikati rakanga rasvika pakupera .Asi Mwari wanenyasha ini ndiritruck driver kuSouth Africa for the past week pandakaposter nezvenyaya yangu ndakange ndanzi ndisaende kubasa for that week nekuda kwekugezerana kwakaitika nemumwewo driver pabasa bt he is from Zim . Hama wadiwa nezuro murungu akandidana akanditi ndakutengera truck idzwa ndorauchange waakufamba naro kutanga nxt week hama handizivi kuti ndingakutendai sei be blessed Amen
Posted on: Sat, 30 Aug 2014 07:11:54 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015