take your time and read this update to the very end.. tendera - TopicsExpress



          

take your time and read this update to the very end.. tendera Mwari vakubatsire unzwisise. Mwari vakatipa simba rekusarudza, the power of choice is with us... ukazviona uri rombe woramba wakagarira situation yako wotadza kutora nhanho zveshuwa unofa uri rombe.. ziva kuti pese paita rombe pfungwa yaMwari ndeyekuti rombe iroro risimudzirwe so that mbiri inopihwa kwaari.. mashoko ako ndoanotiudza choice yawatora muhupenyu, i know kuti zvinhu zvinenge zvakakuomera but when you tok much abwt your problems you will be magnifying them... pese paunotaura nezve problem yako unenge uchiipa mbiri, urikutoipembedza and satani anotofarawo otora advantage yekuti zvikudzvanye more... .. dzidza kutaura zviri positive even when you are in a negative situation.. mamiriro ezvinhu haafanire kuchinja katauriro kako nekuti paunongotanga kutaura zviri negative unenge uchitoumbawo zvinhu zviri negative in your life . unoziva here kuti vana veIsrael hapana akavatungamirira kupinda munyika yeEgypt? hapana akavatungamirira kupinda muhutapwa but kuti vabude unonzwa kuti Mwari akatuma Moses... Samson anoberekwa kuti asunungure vana veIsrael from the hand of the philistines....(Judges 15vs20) .... yako situation hapana akakupinza mairi, rako dambudziko wakerekana wapoinda mariri but thank God you are reading this post on this page.... Jehova vane vavanoda kubuditsa mumaproblems avo , Mwari vane vavarikuran garira vanga vakasungwa kwemakore but rwendo runo urikuzobuda chete.. its not a mistek for you to be reading this update shamwari but ndiMwari vafunga kukubuditsa musitiation yako.... but the choice is yours either you believe Mwari vokuitira zvakanaka or womesa moyo wako wozonzwa hako vamwe vachipupura....shoko randinaro kwauri nderekuti chinja matauriro ako nemafungiro ako.... kunyange usina chaunacho muhupenyu dzidza kutaura kuti unazvo... hazvisati zvakuonekwa hazvo but unazvo...Mwari vakatanga vataura then nyika yaiumbika newewo tanga kutaura uchaona zvisipo zvichivapo because of the power iri mumashoko... if you have a mirror near you take it ryt wozvitarisa mugirazi now kana usina bata chest yako nerumwe ruoko utange kutaura mazwi aya believing every word that you are going to say. *ryt now i have nothing but i believe in you God and i believe that i am the rightfull candidate for a miracl;e nekuti imi Mwari u dont nid ingredients to create a miracle.. *I am crying today oh Lord but ndinotenda kuti Jehova muri Mwari anopukuta misodzi yevanochema.. *vanoseka ngavaseke havo nhasi asi mangwana vachandipururudzira. *ndigonesei Mwari kuti pazvinooma ndirambe ndichiovimba nemi, pazvinorwadza ndisatuke zita renyu, Mwari pazvinodzvanya ivai imi mubatsiri wangu.. *vanhu vanganditize, vanhu vangandiseke , hama dzingatadze kundibatsira asi imi Mwari ndichasimudzirameso angu kwamuri nokuti kwamuri baba ndiko kunobva rubatsiro rwangu.. *ndichakurumbidzai Mwari, mweya wangu uchakurumbidzai, nepfuma yangu baba ndichakupai mbiri nezvese zvngu baba ndichakurumbidzai.. *vadzivisi varipo baba ndinotenda kuti munondigadzirira tafura ndigoidya varipo... * i love you Jesu for who you are and i thank you for my life, ndiri zvandiri nekuda kwenyu.. you have been with me, you are with me and ndinotenda kuti Mwari mucharamba muineni kusvika kumagumo.. *DEVIL I AM NOT GOING TO GIVE UP *DEVIL YOU HAVE NO POWER OVER MY LIFE *DEVIL YOU LOST THE BATTLE WAY BEK * I AM A WINNER AND A VICTOR IN CHRIST JESUS *I SHALL NOT LACK *I SHALL NOT BE A BEGGER *NAJESU NDICHASVIKA KURE, ZVANDAKANAMATIRA MWARI UNOZVIPINDURA. MWARI ACHANDIGONERA... . if you believe in what you have just said just hit the like button titange kutonamata tese izvezvi... if you want your friends to partake in this annointing pliz share.... tomorrow if you have been praying for a fincial breakthru but zvichiramba kuita pliz join me titsanye tozodya at 6pm pabe nyasha dzamwari dzandinotenda kuti if you believe a miracle is coming your way in jesus name.
Posted on: Thu, 27 Jun 2013 05:53:12 +0000

Trending Topics



s="stbody" style="min-height:30px;">
Permission to Post Admin: SAWANG SAWA KA NA BA SA: Uneven skin

Recently Viewed Topics




© 2015