Benz inenge yakapakwa kumba but shasha iri muchipatara haikwanise - TopicsExpress



          

Benz inenge yakapakwa kumba but shasha iri muchipatara haikwanise kana kuburuka pamubhedha asi iwe uri kufamba nefootron(dzekwaAdam) everyday uine mufaro naJesu... Mubhedha wakanaka zvekunge uchataura but mumwe ari kufuma pillow yakatota nemisodzi asi iwe unorara hako pakamubhedha kako kane matress yemahuswa or even parupasa kutomuka mbovha dzakazara face yese iyi nekunakirwa nehope, anonzi Jesu iyeye anopa rugare rwemoyo... Imba rinenge riri zi-mansion chairo but unonzwa kuti vakuru vanemba yakanaka kudai vamuka vakazvisungirira pamu avocado but iwe zvako unogara muka-one room kaunoita kitchen, lounge nebedroom at once but mumba mako munenge muine chikwee-e chemufaro every day... Ndokuita Jacob rimwe zuva arara akatsamira dombo ndokutorota zvake ngirozi dzichkwira nekudzika kudenga, papillow yedombo shuwa... YES DOMBO IRI NDIYE JESU... hama yangu, chaunoda ndiJesu kwete zvimwe zvese izvi... ukatsvaga Jesu kutanga zvimwe zvese izvi zvinotevera... JESU NDIYE MUCHINDA WERUGARE... ANOGONA JESU UYU KANI... USAVHUNDUKE, NAJESU ZVAKO ZVANAKA...
Posted on: Fri, 04 Oct 2013 04:00:00 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015