Chitupa handina chakasara kumunda kwachiyadza kwatai chera ngoda - TopicsExpress



          

Chitupa handina chakasara kumunda kwachiyadza kwatai chera ngoda ndinenyaya yanguwo vehama ndipeiwo rubatsiro ndanetseka nenyaya iyi ndakadanana neimwenzvana yaiuya kumba kwangu tichikwirana zvedu asi yakazoti yatigarteyi haichadi kuuya kumba kwangu ndakuibvunza kuti nemhaka yeyi usisade kuuya kumba kwangu arikuti ini handichadi kukwirana newe asi handidi kuku ona une umwe musikana futi ndikango kuona chete une musikana ndinomurova misikana wacho saka vehama ndibatsireiwo ndoita sei apa ndakura ndava kuda zvekuroora apa nzvana iyi iri kuti handiroori newe ndapota hangu ndokumbirawo rubatsiro vanotuka tukai henyu asi haisi mhosva yenyu kundituka kusaziva ndino tenda kune vachandipa mazano anovaka ndatambura vehama
Posted on: Sun, 17 Nov 2013 13:24:23 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015