Dear Sekuru Ndiri Murume ane makore makumi mana (40yrs). Mukadzi - TopicsExpress



          

Dear Sekuru Ndiri Murume ane makore makumi mana (40yrs). Mukadzi vangu ane makore makumi mairi ane mashanu (25yrs). Dambudziko rangu ndere mukadzi vangu Sekuru. Anodzoka kubva kubasa achinja pant everyday, kana kuuya dzimwe nguva asitorina pant racho. Ndikamubvunza anoti dzimwe nguva ndaenda kumwedzi, pamwe anoti ndazvimamira kana kuti ndarikanganwa kubasa ndangendarikumura ndakutsva. Mukadzi uyu andinetsa asi ndichirikumuda, ndibatsireiwo Sekuru imba yangu isati yaparara. Ndini wenyu Muzukuru
Posted on: Wed, 17 Jul 2013 14:03:20 +0000

Trending Topics



warning, the shock and disbelief can be
Standard Motor Products Vacuum Control You can find it quickly

Recently Viewed Topics




© 2015