Evaluation inongodiwa muhupenyu. Imboita self introspection and - TopicsExpress



          

Evaluation inongodiwa muhupenyu. Imboita self introspection and critical analysis uone kana uri kufara nehupenyu hwako kunyanya pakushanda. Pane vamwe vakapedza makore akawanda vachikwira corporate ladder but only to realise that vainge vakazendama pawrong wall. Muhupenyu our complete satisfication nekuva nehupenyu hwakazara hazvibve pamacareer, status, pahupfumi or flamboyance aiwa zvinobva pana Jesu(John 10vs10). Vamwe from grade one kusvika post graduation hapana kana pavakatanga naMwari. Inga Shoko rinoti tanga nekutsvaga kingdom yaMwari nehutsvene hwavo zvimwe zvese zvinozowedzerwa kwauri(Matthew 6vs33). Ehe unogona kuita zvese zvinobatika externally asi pasina that intrinsic satisfication and growth. And iyoyo ndoyaka kosha. Ndinoziva vanhu vakati wandei vakasiya hutepfe tepfe wehupenyu, vakanobvunza Mwari chinangwa chehupenyu hwavo and Mwari vakavabetsera. Handisi kutaura zvekuti enda unoparidza aiwa or tambura kwete asi kuti nebasa rako iroro serve and honor God. But still ukanzi siya huexecutive uuye kuzoparidza zvakangonaka zvakadaro. Ndozvinotsigirwa naPaul paanoti, whatever you do, work at it with all your heart, as working for the Lord, not for men(Colossians 3vs23). Moreover, Mwari ndovanopa wealth and possessions kuti ugofara nekufara pabasa(Ecclesiates 5vs19). Chakakosha muhupenyu and worth bragging about is not your own prestige, power, status, wisdom but that you understand and know God(Jeremiah 9vs23). As the year end,be still, stop, reflect, evaluate and if there is any discrepancy or dissatisfication in your life then resolve to seek satisfication in and from God. Mavambo nemagumo ekutenda kwedu. Alpha and omega. Tanga naMwari pedza naMwari.
Posted on: Tue, 23 Dec 2014 20:33:17 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015