Family yaGideon was the weakest kudzinza raManasseh and iye Gideon - TopicsExpress



          

Family yaGideon was the weakest kudzinza raManasseh and iye Gideon wacho was the youngest mufamily yake. Just imagine, family yake yagara inenge ichinzi haina power kudzinza rese, imo mufamily imomo ndiye abva aita the youngest. But he was the one akasarudzwa naMwari to save Israel kubva kuva Midianites (Judg 6:15). Ndiko kuita kwaMwari, vanosarudza imwe type yemunhu inoonekwa as if hapana chaanogona kuita. So don’t feel inferior nekuda kwebackground yako or kwaunobva or family yako but iyo type inoonekwa seisina basa ndiyo inowanzo shandiswa naJehovah. 1 Corinthians 1: 27-29 Asi Mwari akasarudza zvinhu zvoupenzi zvenyika ino kuti anyadzise vakachenjera; Mwari akasarudza zvisina simba zvenyika ino kuti anyadzise vane simba. Akasarudza zvinhu zvakazvidzwa zvenyika ino uye zvinhu zvakazvidzwa, nezvinhu zvisipo, kuti ashayise simba zvinhu zviripo, kuti kurege kuva nomunhu angazvikudza pamberi pake.
Posted on: Tue, 27 Aug 2013 14:00:00 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015