Fatso ruins a wedding Chipo used to date Fatso, asi - TopicsExpress



          

Fatso ruins a wedding Chipo used to date Fatso, asi hazvinakufamba mushe Fatso wakarambana. Pava paya Chipo akazodanana naShapiro. Ndokubva vatoronga kuroorana zvese nekuchata. Zuva remuchato rakasvika machato wapakati nepakati, Mufundisi akati nguva yakwana yekuti kana paine ane chichemo chingatadzisa vaviri ava kuti vabatanidzwe ngaasimudze ruoko. Nechekumacheto kweHall kwakasimudza Fatso ruoko kuti ataure Chipo paakangoti ba kuona kuti ndiFatso akabva arohwa nehana ndokuwira pasi Mutambo wakambomiswa kwechinguva. Akazoti Chipo amutswa Zvikanzi chitaura tinzwe chikomana Zvikanzi naFatso ndanga ndichida kuti taurisai kuno hatisikukunzwai­.
Posted on: Tue, 29 Oct 2013 14:41:22 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015